1 Madzimambo 14:30-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

30. Rehobhoamu naJerobhoamu vaingogara vachirwisana.

31. Rehobhoamu akazorora namadzibaba ake uye akavigwa pavakanga vakavigwa muguta raDhavhidhi. Zita ramai vake raiva Naama; vaiva muAmoni. Abhija mwanakomana wake akamutevera paumambo.

1 Madzimambo 14