1 Madzimambo 13:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndakarayirwa neshoko raJehovha kuti, ‘Haufaniri kudya chingwa kana kunwa mvura kana kudzoka nenzira yawabva nayo.’ ”

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:7-14