1 Madzimambo 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi munhu waMwari akapindura mambo akati, “Kunyange maindipa hafu yezvose zvamunazvo, handaimboenda nemi, uye handaimbodya chingwa kana kunwa mvura kuno.

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:3-10