1 Madzimambo 13:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wadzoka ukadya chingwa uye ukanwa mvura munzvimbo yaakakuudza kuti usadya kana kunwa. Naizvozvo mutumbi wako hausi kuzovigwa muguva ramadzibaba ako.’ ”

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:21-31