1 Madzimambo 13:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akadanidzira kumunhu waMwari akanga abva kuJudha akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Hauna kuteerera shoko raJehovha uye hauna kuchengeta murayiro wawakapiwa naJehovha Mwari wako.

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:15-22