1 Madzimambo 12:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo mambo haana kuteerera vanhu, nokuti zvakaitika izvi zvakanga zvabva kuna Jehovha, kuti shoko raJehovha raakanga ataura kuna Jerobhoamu mwanakomana waNebhati kubudikidza naAhija muShiro rizadziswe.

1 Madzimambo 12

1 Madzimambo 12:9-17