1 Madzimambo 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akatevera zano ramajaya akati, “Baba vangu vakaita kuti mutoro wenyu ureme kwazvo; ini ndichaita kuti ureme kupfuura ipapo. Baba vangu vakakurovai nezvamboko; ini ndichakurovai nezvinyavada.”

1 Madzimambo 12

1 Madzimambo 12:10-15