1 Madzimambo 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Soromoni akati akwegura, vakadzi vake vakatsausa mwoyo wake akatevera vamwe vamwari, uye mwoyo wake wakanga usina kuzvipira zvizere kuna Jehovha Mwari wake, sezvakanga zvakaita mwoyo waDhavhidhi baba vake.

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:1-9