1 Madzimambo 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aiva navakadzi mazana manomwe, vanasikana vamadzimambo, navamwe varongo mazana matatu; vakadzi vake vakatsausa mwoyo wake.

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:1-6