1 Madzimambo 11:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akamubvunza akati, “Washayeiko kuno zvowoda kudzokera kunyika yako?”Hadhadhi akapindura akati, “Hapana, asi regai ndiende zvangu!”

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:14-28