1 Madzimambo 11:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ari muIjipiti, Hadhadhi akanzwa kuti Dhavhidhi akanga azorora namadzibaba ake uye kuti Joabhu mutungamiri wehondo akanga afawo. Ipapo Hadhadhi akati kuna Faro, “Chindiregai ndiende hangu, ndidzokere kunyika yangu.”

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:17-26