1 Madzimambo 11:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akafadzwa naHadhadhi zvokuti akamupa muramu wake, munun'una wavahosi vake Tapenesi, kuti ave mukadzi wake.

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:12-22