1 Madzimambo 11:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasimuka vachibva kuMidhiani vakaenda kuParani. Ipapo vakatora vamwe varume vokuParani vakaenda pamwe chete kuIjipiti, kuna mambo Faro weIjipiti, uyo akapa Hadhadhi imba nomunda, akamupawo zvokudya.

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:9-21