1 Madzimambo 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Soromoni akapindura mibvunzo yake yose; hapana chakanga chakanyanya kuomera mambo kuti amutsanangurire.

1 Madzimambo 10

1 Madzimambo 10:1-13