1 Madzimambo 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akasvika paJerusarema navanhu vakawanda, nengamera dzakanga dzakatakura zvinonhuwira, goridhe rakawanda kwazvo, namatombo anokosha, akauya kuna Soromoni akataura naye pamusoro pezvose zvaiva mupfungwa dzake.

1 Madzimambo 10

1 Madzimambo 10:1-3