1 Johani 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shamwari dzinodikanwa, musatenda mweya yose yose, asi edzai mweya kuti muone kana ichibva kuna Mwari, nokuti vaprofita vazhinji venhema vakapinda munyika.

1 Johani 4

1 Johani 4:1-6