1 Johani 3:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vanoteerera mirayiro yake vanogara maari, uye iye mavari. Uye izvi ndizvo zvinoita kuti tizive kuti iye anogara matiri: Tinozviziva noMweya waakatipa.

1 Johani 3

1 Johani 3:21-24