1 Johani 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakabva kwatiri, asi vakanga vasiri vedu chaivo. Nokuti dai vakanga vari vedu chaivo, vangadai vakagara nesu; asi kuenda kwavo kwakaratidza kuti hapana mumwe wavo akanga ari wedu.

1 Johani 2

1 Johani 2:14-23