1 Johani 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vana vanodikanwa, ino ndiyo nguva yokupedzisira; uye sezvamakanzwa kuti andikristu ari kuuya, kunyange izvozvi vanaandikristu vazhinji vakatouya. Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti ava mazuva okupedzisira.

1 Johani 2

1 Johani 2:16-25