1 Johani 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tinoparidza kwamuri zvatakaona nezvatakanzwa, kuti nemiwo mugowadzana nesu. Uye tinowadzana naBaba noMwanakomana wavo, Jesu Kristu.

1 Johani 1

1 Johani 1:1-4