1 Johani 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Upenyu hwakaonekwa; takahuona uye tikapupura nezvahwo, uye tinoparidza kwamuri upenyu husingaperi, hwakanga huri kuna Baba uye hwakaratidzwa kwatiri.

1 Johani 1

1 Johani 1:1-3