15. achidanidzira kuna avo vanenge vachipfuura napo, vaya vanofamba zvakarurama nenzira yavo.
16. Anoti kuna vaya vasina njere, “Vose vasina mano ngavauye muno!
17. Mvura yakabiwa inozipa; zvokudya zvinodyirwa muchivande zvinonaka!”
18. Asi zvavasingazivi ndezvokuti mune vakafa, uye kuti vashanyi vake vari mukatikati meguva.