Zvirevo 9:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Uchenjeri hwakavaka imba yahwo; hwakaveza mbiru dzahwo nomwe.

2. Hwakabika nyama yahwo; uye hukavhenganisa waini yahwo; hwagadzirawo tafura yahwo.

3. Hwakatuma varandakadzi vahwo, uye hunodanhidzira kubva panzvimbo yakakwirira kwazvo yeguta.

4. Kuna avo vanoshayiwa njere hunoti, “Vose vasina mano ngavauye muno!

Zvirevo 9