Zvirevo 9:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Uchenjeri hwakavaka imba yahwo; hwakaveza mbiru dzahwo nomwe.

2. Hwakabika nyama yahwo; uye hukavhenganisa waini yahwo; hwagadzirawo tafura yahwo.

Zvirevo 9