Zvirevo 8:31-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. ndichifadzwa nenyika yake yose uye ndichifadzwa navanhu.

32. Saka zvino, vanakomana vangu, teererai kwandiri; vakaropafadzwa avo vanochengeta nzira dzangu.

33. Teererai kurayira kwangu mugova vakachenjera; musakuzvidza.

34. Akaropafadzwa munhu anoteerera kwandiri, anorinda mazuva ose pamasuo angu. Anomira pamukova womusuo wangu.

Zvirevo 8