Zvirevo 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo ita izvi, mwanakomana wangu, kuti uzvisunungure, sezvo wawira mumaoko omuvakidzani wako! Enda undozvininipisa; ukumbire zvikuru kumuvakidzani wako!

Zvirevo 6

Zvirevo 6:1-12