Zvirevo 6:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti mirayiro iyi ndiyo mwenje kwauri, dzidziso iyi ndiyo chiedza, uye kudzora kwokurayira ndiko nzira youpenyu,

Zvirevo 6

Zvirevo 6:18-33