Zvirevo 4:26-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Gadzirira tsoka dzako gwara ugofamba munzira dzakasimba chete. Usatsaukira kurudyi kana kuruboshwe