Zvirevo 31:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Hazvisi zvamadzimambo, nhaiwe Remueri, hazvina kufanira madzimambo kunwa waini, hazvina kufanira vabati kukara doro,

Zvirevo 31

Zvirevo 31:1-11