Zvirevo 31:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvirevo zvaMambo Remueri, zvirevo zvaakadzidziswa namai vake:

2. “Nhaiwe mwanakomana wangu, iwe mwanakomana wokubereka, iwe mwanakomana wemhiko dzangu,

3. usapedzera simba rako pavakadzi, nenzira dzako pane avo vanoparadza madzimambo.

Zvirevo 31