Zvirevo 30:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichida, ndingava nezvakawanda kwazvo ndikasakukudzai, uye ndikazoti, ‘Jehovha ndianiko?’ Kana kuti zvimwe ndingava murombo ndikaba, uye ndikasaremekedza zita raMwari wangu.

Zvirevo 30

Zvirevo 30:5-13