Zvirevo 30:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiani akakwira kudenga uye akazoburuka? Ndiani akabata mhepo mumaoko ake? Ndiani akasungirira mvura munguo yake? Ndiani akaisa migumo yose yenyika? Zita rake ndiani, uye nezita romwanakomana wake? Ndiudzei kana muchiriziva!

Zvirevo 30

Zvirevo 30:1-5