Zvirevo 28:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Munhu akaipa anotiza kusina anomudzinganisa, asi vakarurama vakashinga seshumba.

2. Kana nyika ikapanduka, inova navatungumiri vakawanda, asi munhu anonzwisisa uye ane ruzivo anochengetedza runyararo.

3. Mubati anomanikidza varombo akaita semvura inokukura ichisiya pasina zvirimwa.

Zvirevo 28