Zvirevo 25:5-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. bvisa akaipa pamberi pamambo, ipapo chigaro chake choushe chichasimbiswa kubudikidza nokururama.

6. Usazvikudza pamberi pamambo, uye usazvipa chigaro pakati pavanhu vakuru;

7. Zviri nani kuti ati kwauri, “Kwira pano,” pano kuti akunyadzise pamberi pavanhu vanoremekedzwa.

8. Zvawakaona nameso ako usakurumidze kuzvikwidza kumatare edzimhosva, nokuti uchazoiteiko pamagumo, kana muvakidzani wako akakunyadzisa?

Zvirevo 25