Zvirevo 25:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Izvi ndizvo zvimwe zvirevo zvaSoromoni, zvakanyorwa namachinda aHezekia mambo weJudha:

2. Kukudzwa kwaMwari kuviga chinhu; kunzvera nyaya ndiko kukudzwa kwamadzimambo.

Zvirevo 25