Zvirevo 23:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiani ane nhamo? Ndiani akasuwa? Ndiani anokakavara? Ndiani anonyunyuta? Ndiani ane mavanga pasina mhaka? Ndiani ane meso akatsvuka?

Zvirevo 23

Zvirevo 23:20-33