Zvirevo 23:2-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

2. uise banga pahuro kana uri munhu wamadyo.

3. Usapanga zvokudya zvake zvinonaka nokuti zvokudya izvozvo zvinonyengera.

4. Usazvionza nokuda kuwana pfuma; iva nouchenjeri hunoita kuti uzvibate.

5. Kungoti tarisei papfuma, wanei yaenda, nokuti zvirokwazvo inomera mapapiro igobhururuka ichienda kudenga segondo.

Zvirevo 23