27. kana usina chaungaripa nacho, uchatorerwa mubhedha wako chaiwo, paurere chaipo.
28. Usabvisa dombo romuganhu wakare, wakaiswapo namadzibaba ako.
29. Unoona munhu ane unyanzvi pabasa rake here? Achashanda pamberi pamadzimambo; haangashandiri vanhu vasina maturo.