Zvirevo 21:30-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

30. Hapana uchenjeri kana njere kana urongwa hungabudirira huchipikisana naJehovha.

31. Bhiza rinogadzirirwa zuva rokurwa, asi kukunda kunobva kuna Jehovha.

Zvirevo 21