Zvirevo 21:10-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. Munhu akaipa anoshuvira zvakaipa; muvakidzani wake haawani tsitsi kubva kwaari.

11. Kana museki akarangwa vasina mano vanowana uchenjeri; kana munhu akachenjera akarayirwa anowana zivo.

12. Iye Akarurama anocherechedza imba yowakaipa, uye anoisa akaipa kukuparadzwa.

13. Kana munhu akadzivira nzeve dzake kumurombo, naiyewo achachema uye hapana achamunzwa.

Zvirevo 21