Zvirevo 2:20-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Naizvozvo iwe uchafamba munzira dzavanhu vakanaka uye ucharamba uri munzira dzavakarurama.

21. Nokuti vakarurama vachagara munyika, uye vasina chavanopomerwa vacharamba vari mairi;

22. asi vakaipa vachaparadzwa panyika, uye vasina kutendeka vachabviswa pairi.

Zvirevo 2