Zvirevo 19:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Chapupu chakaipa chinoseka kururamisira, uye muromo womunhu akaipa unomedza zvakaipa.

29. Kurangwa kwakagadzirirwa vaseki, uye kurohwa misana yamapenzi.

Zvirevo 19