Zvirevo 19:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hazvina kufanira kuti benzi rigarike, ko, zvakanyanya kuipa sei kuti muranda atonge machinda!

Zvirevo 19

Zvirevo 19:1-20