Zvirevo 19:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zviri nani kuva murombo ane mafambiro akarurama, pane benzi rine muromo wakatsauka.

2. Hazvibatsiri kushingaira usina zivo, kana kukurumidza uchizorasika nzira.

3. Upenzi hwomunhu hunoparadza upenyu hwake, asi mwoyo wake unotsamwira Jehovha.

Zvirevo 19