Zvirevo 18:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Munhu asina ukama navamwe anongozvitsvakira zvake; anozvidza kutonga kwakanaka kwose.

2. Benzi harifariri kunzwisisa, asi rinofarira kungotaura zvarinofunga chete.

3. Panosvika chakaipa, kuzvidzwa kunouyawo, uye kana nyadzi dzichisvika kusakudzwa kwasvikawo.

Zvirevo 18