Zvirevo 17:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuvamba kwokukakavara kwakafanana nokudziurira mvura yedhamu; saka rega nharo kurwa kusati kwatanga.

Zvirevo 17

Zvirevo 17:9-24