Zvirevo 15:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyo asina hanya nokurangwa anozvizvidza iye pachake, asi ani naani anogamuchira kurayira achawana kunzwisisa.

Zvirevo 15

Zvirevo 15:25-33