Zvirevo 13:15-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Kunzwisisa kwakanaka kunowanisa nyasha, asi nzira yavasina kutendeka ihukutu.

16. Munhu wose akachenjera anoita zvinhu noruzivo, asi benzi rinoratidza upenzi hwaro.

17. Nhume yakaipa inowira munjodzi, asi munyai akatendeka anouya nokuporesa.

Zvirevo 13