Zvirevo 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mari yakawanikwa zvisakarurama ichakurumidza kupera, asi uyo anounganidza mari zvishoma nezvishoma achaita kuti iwande.

Zvirevo 13

Zvirevo 13:4-18