Zvirevo 12:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Munhu akarurama anochenjerera ushamwari, asi nzira yavakaipa inovatungamirira mukurasika.

27. Munhu ane usimbe haagochi mhuka yaabata, asi munhu anoshingaira anokoshesa pfuma yake.

28. Munzira yokururama mune upenyu; kwainoenda hakuna rufu.

Zvirevo 12